2002
Gore ra-2002 (sho : zvuruzviiri-nembiri ) raive gore rakatanga musi waChipiri muKarenda ya Gregori , raive gore rezvuruzviiri-nembiri reZera riNjee[ C 1] (ZN) uye Ano Dhomini (AD) dzemishariro[ C 2] , gore rechipiri muWurukati rechiTatu uye muZanagore re Makumimairi-nemotsi, ne gore rechitatu mugumikati reMa2000.
Zviitiko
Ndira
Ndira 17
Gomo Nyiragongo rofekuka muUtemabanze weRudhende rwe Vukongo, rwukakonzeresa kuburidzwa kwe vanhu vezviyanazvina[ C 3] (400,000).
Mashoko
Wurukati,- kureva millennium , kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
Mwakauru - millenary, chiliad?
Wurukati ritatu - kureva mileniyamu itatu
Mukorezana, Zanagore - kureva century , kubva pazana uye kati kureva mwaka (age, season).
Mwakazana, Zanakati - centenary , centennial? , hundredth season
Gumikati, Mukumikati - kureva decade, decennium , uye pahuwandu makumikati
Ringai zve:
Chirevo:
↑ Zera riNjee ., kureva common year
↑ mushariro ., kureva designation
↑ zviyanazvina ., kureva 400,000
The article is a derivative under the Creative Commons Attribution-ShareAlike License .
A link to the original article can be found here and attribution parties here
By using this site, you agree to the Terms of Use . Gpedia ® is a registered trademark of the Cyberajah Pty Ltd