Hwada
Muchidzidzo cheKupimanzvimbo, hwada (layer kuEnglish) ndicho chimwe nechiwarikwa. Tsananguro izere inowanikwa kuchinyorwa chinonzi chiwarikwa
Zita iri rinotoredzera pakuti layer ine kuumbwa kunenge kweruware; rinova dombo rakapararira panharaunda yakakura asi risina hudzamu hwakanyanya.
Mitauro yeBantu
- Kikongo inoti mbandu (a layer, a stratum, a generation). VaKongo inoti kunda (a layer, a stratum, a storey in a building).
- Yao inoti mbuwa (a layer). Lugwere inoti lususu (a layer).
- Lugungu inoti mungunira, mu̱ki̱ki̱ma kana mu̱zi̱mbo (a layer).
- Zigula inoti tabaka (a layer).