Pfari
Pfari (kureva Epilepsy) kana pfawi zvinoreva chirwere chinowisa munhu achigwinha muviri, mawoko nemakumbo achipfanhura.
Mamwe Mazwi
- Tsviyo (epileptic fit, convulsions).
- Nhutu
- Buka (faint from exhaustion or hunger).
Mitauro yeBantu
- Kinande vanoti ebitutsa (n. epilepsy; an epileptic).